Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 39:39 - Shona BIBLE

39 neatari yendarira, nechakarukwa chayo chendarira, namatanda, nenhumbi dzayo dzose, nomudziyo wokushambidzira, nechigadziko chawo;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 neartari yendarira, necakarukwa cayo cendarira, namatanda, nenhumbi dzayo dzose, nomudziyo wokushambidzira, necigadziko cawo;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

39 neatari yendarira, nechakarukwa chayo chendarira, namatanda, nenhumbi dzayo dzose, nomudziyo wokushambidzira, nechigadziko chawo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 kwozouya atari yendarira nesefa yayo yendarira namapango ayo nemidziyo yayo yose nedhishi rokushambira nechigadzikiro charo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 kwozouya atari yendarira nesefa yayo yendarira namapango ayo nemidziyo yayo yose nedhishi rokushambira nechigadzikiro charo;

See the chapter Copy

Eksodo 39:39

Follow us:

Advertisements

Advertisements