Eksodo 39:34 - Shona BIBLE34 nechifukidzo chamatehwe amakondohwe akazodzwa muti mutsvuku, nechifukidzo chamatehwe amatenhe, neketani rokudzitira naro; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 necifukidzo camatebge amakondobge akazodzwa muti mutȿuku, necifukidzo camatebge amatenhe, necidzitiro cokudzitira naco; See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 nechifukidzo chamatehwe amakondohwe akazodzwa muti mutsvuku, nechifukidzo chamatehwe amatenhe, nechidzitiro chokudzitira nacho; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 kwouya dahunha repadenga ramatehwe ehondohwe akasukwa akatsvukiswa uye nerimwe dahunha repo ramatehwe etahashi, nejira rechidzikatiro, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 kwouya dahunha repadenga ramatehwe ehondohwe akasukwa akatsvukiswa uye nerimwe dahunha repo ramatehwe etahashi, nejira rechidzikatiro, See the chapter |