Eksodo 39:15 - Shona BIBLE15 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana netambo yendarama yakamoniwa yakaisvonaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Napahomboɗo akaita ɀiketani ɀakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. See the chapter |