Eksodo 38:9 - Shona BIBLE9 Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kune irzvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaita ʋo ruʋazhe; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakaŋga kuneɀirembedzwa ɀemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, makubiti anezana; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kunezvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana. See the chapter |