Eksodo 38:8 - Shona BIBLE8 Akaitawo mudziyo wokushambidzira wendarira, nechigadzikiro chawo chendarira, nezvionioni zvavakadzi vaishandira pamukova wetende rokusangana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akaita, ʋo mudziyo wokushambidzira wendarira, necigadziko cawo cendarira, neɀiʋoni‐ʋoni ɀaʋakadzi ʋaishandira pamukoʋa wetente rokusoŋgana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Akaitawo mudziyo wokushambidzira wendarira, nechigadziko chawo chendarira, nezvionioni zvavakadzi vaishandira pamukova wetende rokusangana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akagadzira dhishi rendarira rokushambira rine chigadzikiro charo chendarira yaibva kuzviringiriro zvavakadzi vaishanda kusuo guru retendhe rinoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akagadzira dhishi rendarira rokushambira rine chigadzikiro charo chendarira yaibva kuzviringiriro zvavakadzi vaishanda kusuo guru retendhe rinoera. See the chapter |