Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 38:5 - Shona BIBLE

5 Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akaitira makona manna ecakarukwa cendarira ɀindori ɀinna paiʋa pokutakura napo namatanda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari.

See the chapter Copy

Eksodo 38:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements