Eksodo 38:29 - Shona BIBLE29 Ndarira yezvipo yakanga ina matarenda ana makumi manomwe namashekeri ane zviuru zviviri namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndarira yeɀipo yakaŋga inamatarenta anamakumi manomŋe namashekeri aneɀuru ɀiʋiri namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Ndarira yezvipo yakanga ina matarenda ana makumi manomwe namashekeri ane zviuru zviviri namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu. See the chapter |