Eksodo 38:23 - Shona BIBLE23 anaOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani, muvezi nomubati wakachenjera, nomusoni wezvakarukwa zvitema, nezvishava, zvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 anaOhoriabi, mŋanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDani, muʋezi nomuɓati wakacenjera, nomusoni weɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 anaOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani, muvezi nomubati wakachenjera, nomusoni wezvakarukwa zvitema, nezvishava, zvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 aina Ohoriabhu, mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani. Ohoriabhu aiva nyanzvi yokunyora pasimbi napazvivezwa, aiziva kufanotara mifananidzo yezvinhu zvingade kuzoitwa. Aigona kurukirira machira erineni newuru yoruvara rwedenga neyoruvara rwehute netsvuku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 aina Ohoriabhu, mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani. Ohoriabhu aiva nyanzvi yokunyora pasimbi napazvivezwa, aiziva kufanotara mifananidzo yezvinhu zvingade kuzoitwa. Aigona kurukirira machira erineni newuru yoruvara rwedenga neyoruvara rwehute netsvuku. See the chapter |