Eksodo 38:22 - Shona BIBLE22 Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, wakaita ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova, See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi See the chapter |