Eksodo 38:19 - Shona BIBLE19 Mbiru dzayo dzaiva ina, nezvigadziko zvadzo zvina zvendarira; zvikorekedzo zvadzo zvaiva zvesirivha, misoro yadzo nezvindori zvadzo zvakanga zvakafukidzwa nesirivha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mbiru dzayo dzaiʋa inna, neɀigadziko ɀadzo ɀinna ɀendarira; ɀikorekedzo ɀadzo ɀaiʋa ɀesirveri, misoro yadzo neɀindori ɀadzo ɀakaŋga ɀakafukidzwa nesirveri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Mbiru dzayo dzaiva ina, nezvigadziko zvadzo zvina zvendarira; zvikorekedzo zvadzo zvaiva zvesirivha, misoro yadzo nezvindori zvadzo zvakanga zvakafukidzwa nesirivha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mapango awo akanga ari mana, aine zvigadzikirowo zvawo zvendarira zvina. Zvipikiri zvawo zvaivawo zvesirivha, zvapamusoro dzawo nembariro dzawo zviri zvesirivha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mapango awo akanga ari mana, aine zvigadzikirowo zvawo zvendarira zvina. Zvipikiri zvawo zvaivawo zvesirivha, zvapamusoro dzawo nembariro dzawo zviri zvesirivha. See the chapter |