Eksodo 37:9 - Shona BIBLE9 Makerubhi akanga akatambanudzira mapapiro awo kumusoro, akafukidza chifunhiro chokuyananisa namapapiro awo, zviso zvawo zvakatarisana; zviso zvamakerubhi zvakanga zvakatarira chifunhiro chokuyananisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makerubi akaŋga akatambanudzira mapapiro awo kumsoro, akafukidza cifunhiro cokuyananisa namapapiro awo, ɀiso ɀawo ɀakatarisana; ɀiso ɀamakerubi ɀakaŋga ɀakatarira kucifunhiro cokuyananisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Makerubhi akanga akatambanudzira mapapiro awo kumusoro, akafukidza chifunhiro chokuyananisa namapapiro awo, zviso zvawo zvakatarisana; zviso zvamakerubhi zvakanga zvakatarira chifunhiro chokuyananisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Makerubhu iwayo akanga akatarisa pahwidibiro akatarisana akasimudzira mapapiro awo kumusoro akafukidza hwidibiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Makerubhu iwayo akanga akatarisa pahwidibiro akatarisana akasimudzira mapapiro awo kumusoro akafukidza hwidibiro. See the chapter |