Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 37:20 - Shona BIBLE

20 Uye pachigadzikiro pakanga panotumbiya tuna twakanga twakaumbwa samaruva omuarimondi, namafundo atwo, namaruva atwo;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ʋuye pacigadziko pakaŋga panotumbiya tunna twakaŋga twakaʋumbga samaruʋa omuamanda, namafundo atwo, namaruʋa atwo;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Uye pachigadziko pakanga panotumbiya tuna twakanga twakaumbwa samaruva omuamanda, namafundo atwo, namaruva atwo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka.

See the chapter Copy




Eksodo 37:20

Follow us:

Advertisements


Advertisements