Eksodo 37:17 - Shona BIBLE17 Akaitawo chigadzikiro chemwenje chendarama yakaisvonaka; akaita chigadzikiro nendarama yakapambadzirwa, chigadzikiro chacho, nehunde yacho, notumbiya twacho, namapfundo acho, namaruva acho; zvose zvikava chinhu chimwechete nacho; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akaita ʋo cigadziko cemŋenje cendarama yakaiȿo‐naka; akaita cigadziko nendarama yakapambadzirwa, cigadziko caco, nehunde yaco, notumbiya twaco, namafundo aco, namaruʋa aco; ɀose ɀikaʋa cinhu cimŋe cete naco; See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Akaitawo chigadziko chemwenje chendarama yakaisvonaka; akaita chigadziko nendarama yakapambadzirwa, chigadziko chacho, nehunde yacho, notumbiya twacho, namafundo acho, namaruva acho; zvose zvikava chinhu chimwe chete nacho; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akagadzirawo chigadzikiro chomwenje, cheminora chendarama chaiyo yakanakisisa, pamwechete negaro racho nehunde yacho akazvigadzira achiita zvokupfura. Maruva acho akazaruka namamwe asati azaruka, akanga akabatanidzwa nacho kuita chinhu chimwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akagadzirawo chigadzikiro chomwenje, cheminora chendarama chaiyo yakanakisisa, pamwechete negaro racho nehunde yacho akazvigadzira achiita zvokupfura. Maruva acho akazaruka namamwe asati azaruka, akanga akabatanidzwa nacho kuita chinhu chimwechete. See the chapter |