Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 37:13 - Shona BIBLE

13 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akaiitira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaisa ɀindori pamakona manna aiʋa pamakumbo ayo manna.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo.

See the chapter Copy

Eksodo 37:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements