Eksodo 37:10 - Shona BIBLE10 Akaitawo tafura yamatanda omuakeshia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaita ʋo tafura yamatanda omuakasia; kureɓa kwayo kwaiʋa makubiti maʋiri, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe, nokukwirira kwayo kubiti rimŋe nehafu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Akaitawo tafura yamatanda omuakasia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akagadzirawo teburu yomuti womuunga, urefu hwayo hwaiita makumi masere amasendimita ana masendimita masere, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huchiita masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akagadzirawo teburu yomuti womuunga, urefu hwayo hwaiita makumi masere amasendimita ana masendimita masere, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huchiita masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapter |