Eksodo 36:34 - Shona BIBLE34 Akafukidza mapuranga nendarama, akaita zvindori zvawo zvendarama, kuti mbariro dzigarepo, akafukidzawo mbariro nendarama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akafukidza mapuraŋga nendarama, akaita ɀindori ɀawo ɀendarama, kuti mbariro dzigare’po, akafukidza ʋo mbariro nendarama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Akafukidza mapuranga nendarama, akaita zvindori zvawo zvendarama, kuti mbariro dzigarepo, akafukidzawo mbariro nendarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akanamira ndarama mapango iwayo nembariro ndokuisa maringi endarama pamapango okubata mbariro idzodzo ndokunamira mbariro idzodzo ndarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akanamira ndarama mapango iwayo nembariro ndokuisa maringi endarama pamapango okubata mbariro idzodzo ndokunamira mbariro idzodzo ndarama. See the chapter |