Eksodo 36:24 - Shona BIBLE24 Akaitawo zvigadziko zvesirivha zvina makumi mana pasi pamapuranga ana makumi maviri, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe pazvibato zvaro zviviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akaita ʋo ɀigadziko ɀesirveri ɀinamakumi manna pasi pamapuraŋga anamakumi maʋiri, ɀigadziko ɀiʋiri pasi pepuraŋga rimŋe paɀiɓato ɀaro ɀiʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Akaitawo zvigadziko zvesirivha zvina makumi mana pasi pamapuranga ana makumi maviri, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe pazvibato zvaro zviviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Akagadzirawo zvigadzikiro zvesirivha makumi mana zvokumisa mapango iwayo. Pabango rimwe nerimwe paiva nezvigadzikiro zviviri, zvakanga zvakagumana musana pasi pezviga zviya zvamapango. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Akagadzirawo zvigadzikiro zvesirivha makumi mana zvokumisa mapango iwayo. Pabango rimwe nerimwe paiva nezvigadzikiro zviviri, zvakanga zvakagumana musana pasi pezviga zviya zvamapango. See the chapter |