Eksodo 36:15 - Shona BIBLE15 Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kureɓa kwejira rimŋe nerimŋe kwaiʋa makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe nerimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe akaŋga akaenzana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri. See the chapter |