Eksodo 35:35 - Shona BIBLE35 Akavazadza nokuchenjera kwomwoyo, kuti vagone kubata mabasa ose omuvezi wamabwe, neemhizha, naavasoni vezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka, naavaruki vanobata mabasa ose, naavose vanofunga mano amabasa oumhizha.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Akaʋazadza nokucenjera kwomŋoyo, kuti ʋagone kuɓata maɓasa ose omuʋezi wamabge, neemhizha, naaʋasoni ʋeɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka, naaʋaruki ʋanoɓata maɓasa ose, naaʋose ʋanofuŋga mano amaɓasa oʋumhizha. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Akavazadza nokuchenjera kwomwoyo, kuti vagone kubata mabasa ose omuvezi wamabwe, neemhizha, naavasoni vezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka, naavaruki vanobata mabasa ose, naavose vanofunga mano amabasa oumhizha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akavapa unyanzvi hwezvokupfura noumhizha mumabasa, nokugona kushongedza vachirukira wuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku uye machira erineni akanakisisa. Akavapawo unyanzvi hwokuruka nohwokuita mabasa ose zvawo, neokufanotara mamiriro ezvingade kuitwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Akavapa unyanzvi hwezvokupfura noumhizha mumabasa, nokugona kushongedza vachirukira wuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku uye machira erineni akanakisisa. Akavapawo unyanzvi hwokuruka nohwokuita mabasa ose zvawo, neokufanotara mamiriro ezvingade kuitwa. See the chapter |