Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 35:30 - Shona BIBLE

30 Zvino Mosesi akati kuvana VaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha akadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Mosesi akati kuʋana ʋaIsraeri: Tarirai, Jehova wakaɗana nezita rake Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Mosesi akati kuvana vaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha wakadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Chinzwaika, Tenzi akadoma nezita Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuru wedzinza rokwaJudha, akamusarudza.

See the chapter Copy




Eksodo 35:30

Follow us:

Advertisements


Advertisements