Eksodo 35:28 - Shona BIBLE28 nemiti inonhuwira, namafuta okuvhenekesa nawo, nezvokuzodza nazvo, noupfu hunonhuwira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 nemiti inonhuwira, namafuta okuvenekesa nawo, neɀokuzodza naɀo, noʋupfu ʋunonhuwira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 nemiti inonhuwira, namafuta okuvhenekesa nawo, nezvokuzodza nazvo, noupfu hunonhuwira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 vakaunzawo twokubikisa tunonhuhwira namafuta amarambi namafuta okuzodza norusenzi runonhuhwira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 vakaunzawo twokubikisa tunonhuhwira namafuta amarambi namafuta okuzodza norusenzi runonhuhwira. See the chapter |