Eksodo 35:25 - Shona BIBLE25 Vakadzi vose vaiva nemwoyo yakangwara vakaruka namaoko avo, vakauya nezvavakaruka, zvaiti: Zvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakadzi ʋose ʋaiʋa nemŋoyo yakaŋgwara ʋakaruka namaʋoko aʋo, ʋakaʋuya neɀaʋakaruka, ɀaiti: Ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Vakadzi vose vaiva nemwoyo yakangwara vakaruka namaoko avo, vakauya nezvavakaruka, zvaiti: Zvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhukadzi vose vainge vari nyanzvi dzokuruka vakagadzira machira erineni akanyatsogadzirwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku vakauya nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanhukadzi vose vainge vari nyanzvi dzokuruka vakagadzira machira erineni akanyatsogadzirwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku vakauya nazvo. See the chapter |