Eksodo 35:1 - Shona BIBLE1 Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana VaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi wakaʋuŋganidza ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati kwaʋari: Ndiwo mashoko akarairwa naJehova kuti muaite: See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana vaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite: See the chapter |