Eksodo 34:35 - Shona BIBLE35 Vana VaIsiraeri vakaona chiso chaMosesi, kuti ganda rechiso chaMosesi raibwinya; zvino Mosesi wodzoserazve chifukidzo pachiso chake, kusvikira opinda kundotaura naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋona ciso caMosesi, kuti ganda reciso caMosesi raibginya; ɀino Mosesi wodzosera ɀe cifukidzo paciso cake, kuȿikira opinda kundotaura naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Vana vaIsiraeri vakaona chiso chaMosesi, kuti ganda rechiso chaMosesi raibwinya; zvino Mosesi wodzoserazve chifukidzo pachiso chake, kusvikira opinda kundotaura naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 VaIsiraeri vaiona kuti chiso chaMosesi chiri kupenya, naizvozvo Mosesi aitora mucheka ofukidza chiso chake pakare kusvikira, nguva yaaindotaura naMwari zvakare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 VaIsiraeri vaiona kuti chiso chaMosesi chiri kupenya, naizvozvo Mosesi aitora mucheka ofukidza chiso chake pakare kusvikira, nguva yaaindotaura naMwari zvakare. See the chapter |