Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 34:28 - Shona BIBLE

28 Akavako kuna Jehovha mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana; wakanga asingadyi zvokudya kana kunwa mvura. Akanyora pamahwendefa mashoko esungano, iyo mirairo ine gumi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akaʋa’ko kunaJehova mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna; wakaŋga asiŋgadyi ɀokudya, kana kunwa mvura. Akanyora pamahwendefa mashoko esuŋgano, iyo mirairo inegumi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akavako kuna Jehovha mazuva ana makumi mana nousiku unamakumi mana; wakanga asingadyi zvokudya kana kunwa mvura. Akanyora pamahwendefa mashoko esungano, iyo mirairo ine gumi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mosesi akagara mugomo reSinai siku nesikati kwamazuva makumi mana aina Tenzi, asina chaainwa kana kudya. Mwari akanyora pamafendefa mitemo gumi yechitenderano.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mosesi akagara mugomo reSinai siku nesikati kwamazuva makumi mana aina Tenzi, asina chaainwa kana kudya. Mwari akanyora pamafendefa mitemo gumi yechitenderano.

See the chapter Copy




Eksodo 34:28

Follow us:

Advertisements


Advertisements