Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 34:18 - Shona BIBLE

18 Uite mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa. Unofanira kudya zvingwa zvisina kuviriswa mazuva manomwe, sezvandakakuraira nenguva yakatarwa pamwedzi weAbhibhi, nokuti wakabuda paIjipiti pamwedzi weAbhibhi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Uite mutambo weɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa. Unofanira kudya ɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe, seɀandakakuraira neŋguʋa yakatarwa pamŋedzi weAbibi, nokuti wakaɓuɗa paEgipita pamŋedzi weAbibi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Uite mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa. Unofanira kudya zvingwa zvisina kuviriswa mazuva manomwe, sezvandakakuraira nenguva yakatarwa pamwedzi weAbhibhi, nokuti wakabuda paIjipiti pamwedzi weAbhibhi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Unofanira kuchengeta mazuva makuru echingwa chisina mbiriso. Mumwedzi waAbhibhi unofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe sokukuudza kwandakaita nokuti imi makabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 “Unofanira kuchengeta mazuva makuru echingwa chisina mbiriso. Mumwedzi waAbhibhi unofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe sokukuudza kwandakaita nokuti imi makabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi.

See the chapter Copy

Eksodo 34:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements