Eksodo 33:21 - Shona BIBLE21 Jehovha akatiwo, “Tarira pane nzvimbo uno kwandiri, ungamira pabwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jehova akati ʋo: Tarira, panenɀimbo ʋuno kwandiri, uŋgamira pabge. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Jehovha akatiwo, “Tarira pane nzvimbo uno kwandiri, ungamira pabwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akati, “Chinzwa, pane imwe nzvimbo iri kuno kwandiri ndopauchamira padombo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Tenzi akati, “Chinzwa, pane imwe nzvimbo iri kuno kwandiri ndopauchamira padombo. See the chapter |