Eksodo 33:20 - Shona BIBLE20 Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati ʋo: Hauŋgaʋoni ciso caŋgu, nokuti hakunomunhu uŋgandiʋona, akazorarama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” See the chapter |