Eksodo 32:34 - Shona BIBLE34 Zvino chienda, uperekedze vanhu vaende kwandakavaudza; tarira, mutumwa wangu achakutungamirira; asi nomusi wandicharova nawo, ndichavarova nokuda kwezvivi zvavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino cienda, uperekedze ʋanhu ʋaende kwandakaʋaʋudza; tarira, mutumŋa waŋgu ucakutuŋgamirira; asi nomusi wandicaroʋa nawo, ndicaʋaroʋa nokuɗa kweɀiʋi ɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Zvino chienda, uperekedze vanhu vaende kwandakavaudza; tarira, mutumwa wangu achakutungamirira; asi nomusi wandicharova nawo, ndichavarova nokuda kwezvivi zvavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvino chienda undotungamirira vanhu vaende kunyika iya kwandakakuudza. Mutumwa wangu achakutungamirira. Asi zuva randichavabvakachira ndichavarangira chitadzo chavo ichochi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvino chienda undotungamirira vanhu vaende kunyika iya kwandakakuudza. Mutumwa wangu achakutungamirira. Asi zuva randichavabvakachira ndichavarangira chitadzo chavo ichochi.” See the chapter |