Eksodo 32:31 - Shona BIBLE31 Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Haiwa, vanhu ava vakatadza nokutadza kukuru, vakazviitira vamwari vendarama; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mosesi akadzokera kunaJehova, akati: Haiwa, ʋanhu aʋa ʋakatadza nokutadza kukuru, ʋakaɀiitira ʋamŋari ʋendarama; See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Haiwa, vanhu ava vakatadza nokutadza kukuru, vakazviitira vamwari vendarama; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saizvozvo Mosesi akadzokera kuna Tenzi akasvikoti, “VaIsiraeri vakapara chitadzo chikuru kwazvo. Vakazvigadzirira vamwari vendarama vakavanamata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saizvozvo Mosesi akadzokera kuna Tenzi akasvikoti, “VaIsiraeri vakapara chitadzo chikuru kwazvo. Vakazvigadzirira vamwari vendarama vakavanamata. See the chapter |