Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 32:3 - Shona BIBLE

3 Zvino vanhu vose vakagura zvindori zvendarama zvakanga zviri panzeve dzavo, vakauya nazvo kuna Aroni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakagura ɀindori ɀendarama ɀakaŋga ɀiri panzeʋe dzaʋo, ʋakaʋuya naɀo kunaAroni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino vanhu vose vakagura zvindori zvendarama zvakanga zviri panzeve dzavo, vakauya nazvo kuna Aroni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo dzendarama dzaiva panzeve dzavo vakauya nadzo kuna Aroni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo dzendarama dzaiva panzeve dzavo vakauya nadzo kuna Aroni.

See the chapter Copy

Eksodo 32:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements