Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 32:21 - Shona BIBLE

21 Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Mosesi akati kunaAroni: Ʋanhu aʋa ʋakakuitireiko, ɀawaʋuyisa ciʋi ici cikuru pamsoro paʋo?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?”

See the chapter Copy

Eksodo 32:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements