Eksodo 32:20 - Shona BIBLE20 Akatora mhuru yavakanga vaita, akaipisa nomoto, akaikuya ikaita upfu, akaikanda mumvura, ndokunwisa VaIsiraeri izvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akatora mhuru yaʋakaŋga ʋaita, akaipisa nomŋoto, akaikuya ikaita ʋupfu, akaikanda mumvura, ndokunwisa ʋaIsraeri iɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Akatora mhuru yavakanga vaita, akaipisa nomoto, akaikuya ikaita upfu, akaikanda mumvura, ndokunwisa vaIsiraeri izvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mosesi akatora chimhuru chavakanga vagadzira, akachipisa nomoto akachikuya-kuya akaisa zviupfu zvacho mumvura, ndokuita kuti vaIsiraeri vanwe mvura yacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mosesi akatora chimhuru chavakanga vagadzira, akachipisa nomoto akachikuya-kuya akaisa zviupfu zvacho mumvura, ndokuita kuti vaIsiraeri vanwe mvura yacho. See the chapter |