Eksodo 32:18 - Shona BIBLE18 Iye akati, “Haazi mazwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana Mazwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere–mhere yavanhu vanoimba.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Iye akati: Haazi manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukunda kwaʋo, kana manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukundwa kwaʋo; asi ndinonzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanoimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Iye akati, “Haazi manzwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana manzwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere-mhere yavanhu vanoimba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.” See the chapter |