Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 32:17 - Shona BIBLE

17 Zvino Joshua wakati achinzwa mhere–mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere–mhere yokurwa kumisasa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino Joshua wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanopururudza, akati kunaMosesi: Kunemhere‐mhere yokurwa kumisasa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino Joshua wakati achinzwa mhere-mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere-mhere yokurwa kumisasa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.”

See the chapter Copy




Eksodo 32:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements