Eksodo 32:14 - Shona BIBLE14 Zvino Jehovha akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakanga achifunga kuitira vanhu vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakaŋga acifuŋga kuitira ʋanhu ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakanga achifunga kuitira vanhu vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake. See the chapter |