Eksodo 32:13 - Shona BIBLE13 Rangarirai henyu Abhurahamu, naIsaka, naIsiraeri, varanda venyu, vamakazvipikira mumene, mukati kwavari, ‘Ndichawanza vana venyu senyenyedzi dzokudenga, nenyika yose iyi, yandakareva, ndichaipa vana venyu, vaigare nhaka nokusingaperi.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Raŋgarirai henyu Abrahama, naIsaka, naIsraeri, ʋaranda ʋenyu, ʋamakaɀipikira mumene, mukati kwaʋari: Ndicawanza ʋana ʋenyu senyeredzi dzokuɗeŋga, nenyika yose iyi, yandakareʋa, ndicaipa ʋana ʋenyu, ʋaigare nhaka nokusiŋgaperi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Rangarirai henyu Abhurahamu, naIsaka, naIsiraeri, varanda venyu, vamakazvipikira mumene, mukati kwavari, ‘Ndichawanza vana venyu senyeredzi dzokudenga, nenyika yose iyi, yandakareva, ndichaipa vana venyu, vaigare nhaka nokusingaperi.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Rangarirai varanda venyu Abhurahamu naIsaki naJakobho, vamakapikira mhiko nezita renyu pachenyu muchivati, ‘Ndichakupai vana vakawanda senyenyedzi dzedenga. Ndichavapa nyika yose yandakareva kuti ive nhaka yavo narini narini.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Rangarirai varanda venyu Abhurahamu naIsaki naJakobho, vamakapikira mhiko nezita renyu pachenyu muchivati, ‘Ndichakupai vana vakawanda senyenyedzi dzedenga. Ndichavapa nyika yose yandakareva kuti ive nhaka yavo narini narini.’ ” See the chapter |