Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 32:1 - Shona BIBLE

1 Zvino vanhu vakati vachiona kuti Mosesi wononoka kuburuka mugomo, vakaungana kuna Aroni, vakati kwaari, “Simuka, utiitire vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, uya munhu wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋaciʋona kuti Mosesi wononoka kuɓuruka mugomo, ʋakaʋuŋgana kunaAroni, ʋakati kwaari: Simuka, utiitire ʋamŋari ʋaŋgatituŋgamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, uya munhu wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, hatiziʋi cakaitika naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vanhu vakati vachiona kuti Mosesi wononoka kuburuka mugomo, vakaungana kuna Aroni, vakati kwaari, “Simuka, utiitire vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, uya munhu wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 VaIsiraeri pavakaona kuti Mosesi agarisa muGomo reSinai anonoka kudzoka, vakaunganira Aroni vachiti, “Dai mukachitigadzirirawo vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesi uyu, nyakutiburitsa muIjipiti, hatichamboziva kuti chii chakamuwira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 32:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements