Eksodo 31:2 - Shona BIBLE2 “Tarira, ndadana Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, nezita rake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tarira, ndaɗana Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, nezita rake, See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Tarira, ndadana Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, nezita rake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha, See the chapter |