Eksodo 30:2 - Shona BIBLE2 Kureba kwayo ngakuve kubhiti rimwe, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nhivi dzose dzienzane; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti maviri, uye nyanga dzayo ngadzive chinhu chimwechete nayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kureɓa kwayo ŋgakuʋe kubiti rimŋe, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe, nhiʋi dzose dzienzane; kukwirira kwayo ŋgakuʋe makubiti maʋiri, ʋuye nyaŋga dzayo ŋgadziʋe cinhu cimŋe cete nayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Kureba kwayo ngakuve kubhiti rimwe, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nhivi dzose dzienzane; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti maviri, uye nyanga dzayo ngadzive chinhu chimwe chete nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ngaive nourefu noupamhi hwakaenzana, kureba kwayo ngakuite masendimita makumi mana namashanu, upamhi hwayo ngahuitewo masendimita makumi mana namashanu, kukwira kwayo mudenga ngakuite masendimita makumi mapfumbamwe. Zvitanda zvina zvinenge nyanga zviri nechepamusoro pamakona ayo ngazvivezwe zvakabatana nayo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ngaive nourefu noupamhi hwakaenzana, kureba kwayo ngakuite masendimita makumi mana namashanu, upamhi hwayo ngahuitewo masendimita makumi mana namashanu, kukwira kwayo mudenga ngakuite masendimita makumi mapfumbamwe. Zvitanda zvina zvinenge nyanga zviri nechepamusoro pamakona ayo ngazvivezwe zvakabatana nayo, See the chapter |