Eksodo 3:9 - Shona BIBLE9 Zvino tarira, kuchema kwavana VaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako naVaIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, kucema kwaʋana ʋaIsraeri kwakaȿika kwandiri, ndaʋona kutambudzwa kwaʋanotambudzwa nako naʋaEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. See the chapter |