Eksodo 29:37 - Shona BIBLE37 Unofanira kuita mazuva manomwe pakuyananisira atari, nokuitsaura; kuti atari ive tsvene kwazvo, uye zvose zvinobata paatari zvinofanira kuva zvitsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Unofanira kuita mazuʋa manomŋe pakuyananisira artari, nokuitsaura; kuti artari iʋe tȿene kwaɀo, ʋuye ɀose ɀinoɓata paartari ɀinofanira kuʋa ɀitȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Unofanira kuita mazuva manomwe pakuyananisira atari, nokuitsaura; kuti atari ive tsvene kwazvo, uye zvose zvinobata paatari zvinofanira kuva zvitsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kwamazuva manomwe, pira zvibayiro zvokupfupira atari uchiitira kuti ive inoera. Atari ichava inoera kwazvo. Chii zvacho chinenge chazogunzvana neatari chinobva chava chinoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kwamazuva manomwe, pira zvibayiro zvokupfupira atari uchiitira kuti ive inoera. Atari ichava inoera kwazvo. Chii zvacho chinenge chazogunzvana neatari chinobva chava chinoera. See the chapter |