Eksodo 29:34 - Shona BIBLE34 Kana imwe nyama yokugadza nayo ikasara, kana chimwe chingwa, kusvikira mangwana, unofanira kupisa zvasara nomoto; hazvifaniri kudyiwa, nokuti zvitsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Kana imŋe nyama yokugadza nayo ikasara, kana cimŋe ciŋgwa, kuȿikira maŋgwana, unofanira kupisa ɀasara nomŋoto; haɀifaniri kudyiwa, nokuti ɀitȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Kana imwe nyama yokugadza nayo ikasara, kana chimwe chingwa, kusvikira mangwana, unofanira kupisa zvasara nomoto; hazvifaniri kudyiwa, nokuti zvitsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Kana nyama nechingwa zvapaugadzo ihwohwo zvikafuma mangwana zvichiripo, ngazvipiswe nomoto. Ngazvirege kudyiwa nokuti zvinoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Kana nyama nechingwa zvapaugadzo ihwohwo zvikafuma mangwana zvichiripo, ngazvipiswe nomoto. Ngazvirege kudyiwa nokuti zvinoera. See the chapter |