Eksodo 29:30 - Shona BIBLE30 Mwanakomana wake anopinda paupristi panzvimbo yake, unofanira kudzifuka mazuva manomwe, kana achipinda mutende rokusangana kushumira panzvimbo tsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Mŋanakomana wake unopinda paʋuprista panɀimbo yake, unofanira kudzifuka mazuʋa manomŋe, kana acipinda mutente rokusoŋgana kushumira panɀimbo tȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Mwanakomana wake anopinda paupristi panzvimbo yake, unofanira kudzifuka mazuva manomwe, kana achipinda mutende rokusangana kushumira panzvimbo tsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mwanakomana waAroni anenge azotora nzimbo yake youpristi, anenge achizopinda mutendhe rokusanganira kuti ashande ari munzvimbo inoera, anofanira kupfeka hanzu idzodzo kwamazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mwanakomana waAroni anenge azotora nzimbo yake youpristi, anenge achizopinda mutendhe rokusanganira kuti ashande ari munzvimbo inoera, anofanira kupfeka hanzu idzodzo kwamazuva manomwe. See the chapter |