Eksodo 29:27 - Shona BIBLE27 Zvino chityu chinozunguzirwa uchitsaure, nebandauko rechipiriso chinosimudzwa, chinozunguzirwa nokusimudzwa, zvegondohwe rokugadza naro, kuti zvive zvaAroni nezvavanakomana vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino cityu cinozuŋguzirwa ucitsaure, neɓandauko recipiriso cinosimudzwa, cinozuŋguzirwa nokusimudzwa, ɀegondobge rokugadza naro, kuti ɀiʋe ɀaAroni neɀaʋanakomana ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino chityu chinozunguzirwa uchitsaure, nebandauko rechipiriso chinosimudzwa, chinozunguzirwa nokusimudzwa, zvegondohwe rokugadza naro, kuti zvive zvaAroni nezvavanakomana vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Unoteketerera kwandiri chityu chehondohwe yokugadza ichocho chinenge chavheyeswa chomupiro wokusimudzirwa kuna Mwari nechidya chayo chomugove wavapristi nokuti ndezvaAroni navana vake vakomana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Unoteketerera kwandiri chityu chehondohwe yokugadza ichocho chinenge chavheyeswa chomupiro wokusimudzirwa kuna Mwari nechidya chayo chomugove wavapristi nokuti ndezvaAroni navana vake vakomana. See the chapter |