Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 29:2 - Shona BIBLE

2 nechingwa chisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta; unofanira kuzviita noupfu hwakatsetseka hwekoroni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa, neɀiŋgwa ɀiɗuku ɀisina‐kuʋiriswa ɀakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa ɀakazodzwa mafuta; unofanira kuɀiita noʋupfu bgakatsetseka bgekoroni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 nechingwa chisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta; unofanira kuzviita noupfu hwakatsetseka hwekoroni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 wotorawo chingwa chisina mbiriso, nechimwe chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanywa namafuta, nechingwa chakati fatata chisina mbiriso chakazorwa mafuta. Ngachive chakabikwa noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 wotorawo chingwa chisina mbiriso, nechimwe chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanywa namafuta, nechingwa chakati fatata chisina mbiriso chakazorwa mafuta. Ngachive chakabikwa noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa.

See the chapter Copy

Eksodo 29:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements