Eksodo 28:6 - Shona BIBLE6 “Efodhi ngavaiite nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romubati wakachenjera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Efodi ŋgaʋaiite nendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, riʋe ɓasa romuɓati wakacenjera. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Efodhi ngavaiite nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romubati wakachenjera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Hanzu yeefodhi ngaigadzirwe namachira erineni akanakisisa akanyatsogadzirwa zvakanakisisa, irukirwe newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku neyendarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Hanzu yeefodhi ngaigadzirwe namachira erineni akanakisisa akanyatsogadzirwa zvakanakisisa, irukirwe newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku neyendarama. See the chapter |