Eksodo 28:43 - Shona BIBLE43 ngaafukwe naAroni navanakomana vake kana vachipinda mutende rokusangana, uye kana vachiswedera paatari kushumira panzvimbo tsvene; kuti varege kuzvitorera mhosva, vakafa; ngauve mutemo usingaperi kwaari nokuvana vake vanomutevera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 ŋgaafukwe naAroni naʋanakomana ʋake kana ʋacipinda mutente rokusoŋgana, ʋuye kana ʋacisweɗera paartari kushumira panɀimbo tȿene; kuti ʋarege kuɀitorera mhoȿa, ʋakafa; ŋgauʋe mutemo usiŋgaperi kwaari nokuʋana ʋake ʋanomuteʋera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 ngaafukwe naAroni navanakomana vake kana vachipinda mutende rokusangana, uye kana vachiswedera paatari kushumira panzvimbo tsvene; kuti varege kuzvitorera mhosva, vakafa; ngauve mutemo usingaperi kwaari nokuvana vake vanomutevera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Aroni navanakomana vake vanofanira kupfeka mabhurukwa iwayo pavanouya mutendhe rokusanganira napavanosvika paatari munzvimbo inoera kuzoita basa roupristi, kana vakasaapfeka vangadaro vakaparara vakafa. Aroni nezvizvarwa zvake zvose zvichauya ngavachengete mutemo iwoyo narini wose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Aroni navanakomana vake vanofanira kupfeka mabhurukwa iwayo pavanouya mutendhe rokusanganira napavanosvika paatari munzvimbo inoera kuzoita basa roupristi, kana vakasaapfeka vangadaro vakaparara vakafa. Aroni nezvizvarwa zvake zvose zvichauya ngavachengete mutemo iwoyo narini wose.” See the chapter |