Eksodo 28:42 - Shona BIBLE42 Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Unofanira kuʋaitira maburuku omuceka kuti ʋafukidze nyama yaʋo yakashama; ŋgaataŋge paɀiʋuno, aȿikire pacidɀa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. See the chapter |