Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 28:38 - Shona BIBLE

38 Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana VaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ŋgariʋe pahuma yaAroni, Aroni atakure ɀakaipa ɀiŋgaʋa’po paɀinhu ɀitȿene, ɀicaitwa ɀitȿene naʋana ʋaIsraeri paɀipo ɀaʋo ɀitȿene ɀose; rinofanira kugara pahuma yake ŋguʋa dzose, kuti iʋo ʋagamucirwe pamberi paJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana vaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Kachange kari pahuma yaAroni. Mhaka dzinenge dzaparwa navaIsiraeri pavanopira mipiro yavo mitsvene dzichange dzichitakurwa naAroni. Ngakarambe kari pahuma yake kuti igamuchirwe naTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Kachange kari pahuma yaAroni. Mhaka dzinenge dzaparwa navaIsiraeri pavanopira mipiro yavo mitsvene dzichange dzichitakurwa naAroni. Ngakarambe kari pahuma yake kuti igamuchirwe naTenzi.

See the chapter Copy




Eksodo 28:38

Follow us:

Advertisements


Advertisements